Kana ndichisvirwa nomurume wangu hapana chandinonzwa chandingati chinonaka. Ndingaitawo sei. Ndini here kana kuti murume ane diki.
Kukura kwemboro hakuzi kunoita kuti mukadzi anakirwe. Maitiro amunoita ndiwo anoita munakirwe mese. Kana ichiti hapana zvainohwa handizivi kuti uri kuti hauhwi kuti chombo chapinda here kana kuti muchikoirana hauhwi kuti muri kukoirana.
![]() |
Kana Ndichisvirwa Nemurume Wangu Hapana Chandinonzwa – Ndini Here Or Murume Ane Kadiki? |
Mochinjazve maitire enyu. Ukavata nedumbu worega makumbo ari pamwe chete asi wongoti simudzei chiuno kusvika murume akupinza neshure, uchaona kuti unokwanisa kushinya chombo zviri nyore, uye chombo chinopinda chese zvichibva nokuti une muviri wakakura sei.
Ukavata nedivi murume wokutanyanga gumbo riri pasi woisa riri pamusoro pafudzi rake, murume anopinda zvinogutsa chose. Imozamai izvozvo.
Adverts Here