KUTANYA IN SHORT

Musikana kubva ane makore anosvika 12 anoudzwa nenyaya yokudhonza matinji kuti
arebe kusvika pakubuda zvokuti ukakotama anoonekwa nokumashure. Kudhonza uku
kunotora nguva yakareba kuti zvinyotsoonekwa.

Ini handina kumboona musikana anopima matinji ake kuti aone kuti ari kukura here.
Geza maoko nemvura inodziya, wadaro bvisa bhurugwa wozora mafuta eVhasirina mumaoko
nepamatinji. Wochutanga kuakweva uchiti ukakweva wombobata wakakweva kwekanguva.
Ukahwa zvogwadzisa worega wokweva rimwe. Wodaro uchichinjanisa. Pakudhonza unodhonza pese kuzasi nokumusoro kwematinji ako. Ukangoda kudhonza pakati unongoreba ipapo chete zvosaita zvakanaka. Asi kune vamwe vanotoda SHAPE yakaita se Chipembenene
zvokuti akavhura makumbo ake murume anoona matinji akati rimwe uku rimwe uku akamira semapapiro achipembenene. Kana zvirizvo zvaunoda dhonza kumusoro nezasi worega pakati. Nokuti iwo agara akakura kuno kumusoro, saka mapapiro echipembenene
makuru ari kumusoro.

Adverts Here

avatar
Nyaya DzepaBonde Online
Do You Want To Learn Swedish Massage, Deep Tissue Massage, Nuru Massage, Back Massage ... etc.

We are OPEN: Bookings Can Me Made via WhatsApp 24/7 From Widget. Please Leave Your Message Below:
Nyaya DzepaBonde Team
Chat with WhatsApp