CHIKONZERO SEI ZVICHINZI BONDE HARINA KUNAKA THE SIN IN SEX OUT SIDE MARRIAGE:
(After reading this your life will never be, the same again) DAKUKURATIDZA KUTI pane zvimwe zvatinoita tichiti kunakirwa chete asi usina kuziva kuti kumberi kwekunakirwa kunei. inzwa zvinotaura shoko 1 Corinthians 6:16 Do you not know that he who unites himself with a prostitute is one with her in body?
For it is said, "The two will become one flesh." Apo bible ririkureva kuti ukarara nemunhu pabonde it mean mave vamwe chete panyama (muropa rimwe chete).

Chifunga kuti chii chinoitika kana warara nemumhu aneropa rekumba kwavo rinoteverwa nemweya yechihure. zvoreva kuti newewo zvakare watorana nemweya yechihure pawarara naye.
![]() |
Bonde Musina Kuroorana |
Kana vamwe venyu makuzozvara vana vozoita marombe kana kuita tumahure musazotoke Mwari ndapota nekuti ndiwe wakazvi unganidzira Mweya yakaipa muropa rako pamusana pebonde chete.
Bonde rakanaka zvikuru kana neni ndinoridawo zvekuti ,asika rakaitirwa vakaroorana CHETE hazvina kunzi ndere vanodanana. inzwazvinotaura book 1Thes 4:3 It is Gods will that you should be sanctified that you should avoid sexual immorality. umwe munhu ndinoziva kuti izvezvi wakutodemba kuti ndakazviitirei but dakukuudza kuti Mwari anoda vanhu vakaita sewe manje thus why akati mushoko rake 2 cor 5:17 kana munhu ava muna Kritsu chava chisikwa chitsva zvakare zvapfuura. saka usadembe hako uchiti yadeuka yadeuka NO. Ukauya kuna Mwari anobvisa kese kakaipa kari muropa rako iwe. ita Hameni kana wandibata mushe mushe ipapa.

Adverts Here