To the ladies ... Munhukadzi gara uchizivawo kuti mazamu ako anotariswa nevarume kakawanda pazuva.
Murume akaona munhukadzi anotarisa pameso, otarisa pamazamu, otarisa magaro ozopedzisira nokutarisa makumbo. Adaro oenda hake kwaanoenda atozviudza kuti mukadzi waatarisa akanaka here kana kuti akashata.Murume wako anokutarisa zuva nezuva sezvaanoita vamwe vakadzi vemuraini. kana uri mukadzi wechidiki kureva kuti Mukadzi wese ari pasi pe makore 45 this age ndoino zvara mu africa zvichidika so u are still young if u are 45yrs and below zvinoreva kuti muupenyu hwako uchineshungu dzokuonekwa uri munhu anoyevedza kutarisa.
![]() |
Munhukadzi Gara Uchizivawo Kuti Mazamu Ako Anotariswa Nevarume Kakawanda |
Women nana marry me lets work on our shapes body more attractive, they don't care about their bodies as long vakaroorwa I beg ladies we have to change.
Adverts Here