Murume wangu anoshanda kure, kutaura chokwadi handisi kuguta pabonde. Kubasa kwedu kune murume ane mukadzi wake anogarawo kumusha arikuda kuti ndikabvuma tipote tichirara tese kana murume wangu asipo.
Kuita zvinoita nokuti iwe uri kufunga kuti murume uyu anokwanisa kukugutsa uye murume wako haagutsi. Asi chokwadi ndechokuti kusaguta kwako nemurume wako inyaya yemafungiro ako kana unaye.![]() |
Murume Wangu Haasi Kundigutsa Pabonde, Zvinoita Here Ndirare Nemurume Wekubasa Kana Kuti Ndogara Ndisingaguti? |
Kana murume achikwanisa kukumisira mboro uye achikwanisa kukunonokera, zvimwe zvese chiita iwe muridzi.
Chihure hachina zvachinokupa nokuti uchangotora maitiro ako iwayo ugoenda nawo kuchikomba. Paunozoona kuti hausi kuguta unenge watove nedambudziko idzva rokuti wave hure. Unokwanazve kunge wave nechirwere.
Gadzirisa nyaya yemumba menyu pane kubuda mumba uchinohura. Hazvishandi.

Source -- Masasi eHarare
Adverts Here