I am a 24 year old woman and did my ALevels at a mission school in Zimbabwe. Please help me because I think ndakavhiringa hupenyu hwangu.
I fell in love with a guy who I thought loved me enough to be his life partner ndakamutizira ndisina pamuviri, this did not go down well with his parents from the word go.I tried to go back home after a few weeks vana tete vakaudza baba vangu kuti hatidi mahumbwe pano so I’m stuck with this guy, ndatove nemwana mukomana.
![]() |
My Husband Looks Down Upon Me Ndibatsireiwo |
Ma inlaws angu akati they don’t recognise me at all, kana ndichida sadza and accommodation that’s all they can provide for the sake of my child.
Can you imagine? Murume wangu izita chete anotondidadira, imwe nguva akandivhunza kuti ndingada here kuita matron of honour pamuchato wake ne wouldbe spouse yake? I feel so lonely, so used and so hopeless. Ndoita sei.
Source -- Masasi eHarare
Adverts Here