18+ Zvatinimbodawo MuBedroom SeMadzimai [Part 2]

Ndinovimba matangirana neni kuPart 1 kwandatsanangura matangiro atinoda kuti bonde riitwe. 

Pane mumwe musi wekuti zvinhu zvinenge zvakatonyangara zvekuti zvinotoda tusimba kana tuhasha pabonde. Kana kuita kari rape case chaiko. Apa zvekunyengetedzana hapana, hembe chaidzo dzinotokatanurwa chopas kana kudambura kabhurukwa kamai.

Mai vanoda kusandurwa- sandurwa asi zvichinakawo kani nhai. Kiss yacho ngaive deep and passionate but very active. Mai ngavanyotso kusandurwa sandurwa (musambonzwa kana vachiti havasikuzvida zvinonakidza fani). 
18+ Zvatinimbodawo MuBedroom SeMadzimai [Part 2]
Teedza zvataurwa pamusoro asi zviine tuhasha chaito. Kana mafunga kuvapa neshure ngavakotamire munyatsokuzhaka chaizvo, makaona moda kudiridzira chinjai position. Mai apa chikapa chenyu chinobvumidzwa kuti sechebenzi chaicho. Hapana zvekuti yuwi/yowe apa pangu speed ine zvitaera zvakawanda chaizvo.

Zivai zvitaera zvenyu kuti zvino speed ipi. Apa muchabuda dikita fani, nekuti parikushandiswa simba nespeed. Ita kuti munonokere kupedza (izvi zvakaoma hazvo nespeed iyi), asi mukati wedzere nguva zvinonaka fani. 

Saka muchiona mumaTV vachiti kana voda bonde vombozvamburana, izvozvo zvinotovanakira. Kana pachivanhu vane zvinonzi bonde mambotukana rinonaka sei? Nokuti zvinhu izvi hasha, nekunaka zvikasangana moto chaivo.

ZVITAIRA:


1. Vanababa zivai kuti tinomboda kukotamiswa

2. Kumbokugarirai

3. Kumboendawo pamusoro

4. Kuitira mushower kana mutub tichigeza

5. Kuitira mudinning pasofa kana mukitchen pacarpet

6. Imo mudzimotikari paseat tinopadawo zvachose

7. Kuitirwa takamira imo mubedroom chaimo etc.

Imi varume imi !!!! takauya kuzofadzwa nemi zvekupedza mwedzi tisati tambo chemedzwa nayo, kwete taramba. Vazhinji vedu tinoda kuchemedzwa tose takasikwa naMusiki. 

Ipowo dai varume taenda tese kuChurch every Sunday zvinonakidzawo nekukomborera kana bonde revanoziva Mwari rinofadza. Bonde iri takaripihwa naMwari saka kuti riite tinoda kutya Mwari. Togara munaJesu toenda kukereke.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
Adverts Here

avatar
Nyaya DzepaBonde Online
Do You Want To Learn Swedish Massage, Deep Tissue Massage, Nuru Massage, Back Massage ... etc.

We are OPEN: Bookings Can Me Made via WhatsApp 24/7 From Widget. Please Leave Your Message Below:
Nyaya DzepaBonde Team
Chat with WhatsApp