Sei Vakadzi Vari Married Muchinyima Varume Venyu Bonde?

Ndiri pahasha and ndikuda kuudza vazhinji vakadzi vakaroorwa kuti sei muine hutsinye kuvarume vakakuroorai ini ndirikudanana nemurume wemunhu but ndakamuudza kuti ndezvekufara chete tichisimudzirana pama business edu uye ini ndinongoda kufonerwa when going to bed nekuudzwa tunotapira munzeve kana ndasuwa bonde topondana hedu tapedza aziva kwake aziva kwake.

Right nyaya yangu iripakuti sei vakadzi vari married muchinyima varume venyu bonde muchiti hee ndakaneta hee ndirikurwara murume opedza mwedzi wese asina bonde iwe uchitorara uchiita ngonono pabed yaakakutengera.
Sei Vakadzi Vari Married Muchinyima Varume Venyu Bonde?
Kana makusiiwa motanga kutinyaudza pano heee murume wangu andinetsa nechihure kuita sei uriwe uri kupunza musha.

Boyfriend yangu anga atove ne a month asina kurova bonde nhasi he came to my place achidedera kuda kuisa zvekuti first round angoisa musoro kwakutotunda.

Musadaro madzimai please love your hubbys nekuti akabuda akasangana nevamwe vasiri ini haumuone futi Be warned married ladies.

Haadzoke! Admin, please tell me kana maisa article iyi ndionewo vanotuka vasingade kuyambirwa neDzimba dzavo. Ndatenda zvangu.

Source -- Masasi eHarare
Adverts Here

avatar
Nyaya DzepaBonde Online
Do You Want To Learn Swedish Massage, Deep Tissue Massage, Nuru Massage, Back Massage ... etc.

We are OPEN: Bookings Can Me Made via WhatsApp 24/7 From Widget. Please Leave Your Message Below:
Nyaya DzepaBonde Team
Chat with WhatsApp