18+ Kufunga Kwevakadzi Vasina Njere - Hanzi Ndoda Kunyima Murume Bonde Nokuti Anditsamwisa

Kana muri mumba menyu murume asina kukuhurira, haumbofaniri kumurambira chero zvodii.

Ipapo pakutsamwa ndipo paunotomuudza kuti uya uite ndivate. Asi kuvhura unotovhura chete. Akada kuramba iwe wotomuudza kuti ava kutowedzera kukutsamwisa. Vanhu vakaroorana havafi vakasvika pakunyimana vachiti nokuti vapopotedzana.

Kana wakatsamwa usataura naye, usamutarisa, saka fongora aite ari shure uko iwe zii zvako asi shanda murume agute, asawana chimwe chinhu chaanoti wakaita chingahi chakaipa mumba. Kana iwe wati iye akanganisa iwe chitaridza kuti haukanganisi.
18+ Kufunga Kwevakadzi Vasina Njere - Hanzi Ndoda Kunyima Murume Bonde Nokuti Anditsamwisa 
Nyaya yokunyimana mumba iyi ndiyo nyaya inokanganisa chose magarire evanhu vakaroorana. Kazhinji mukadzi ndiye anotanga kunyima murume, zvabva pa FRUSTRATION yekusaita hanya nomukadzi kwemurume. 

Asi nyaya dzese idzi inyaya dzamunofanira kunge magadzirisa musati matanga kugara mese. Kutizira uye kukasira kuroorana musina kuwana nguva muchidanana, kunoita kuti mushaye nguva yokuronga magarire enyu.

Hazvifaniri kuti mukadzi kana murume arambe kuvata noumwe wake musina kurambana. Kana kurhizena kwese kwapera, musisahwisisani zvachose, chinhu chinofanira kuramba chiripo kurhojana. 

Uchaona futi kuti ukavata nomurume wakatsamwa, unopedzera shungu pachikapa, zvadaro mapedza unokwanisa kuhwa shungu zvokutochemedza nazvo, iri ngari yokuti unofunga kuti uyu murume wangu wandinoda asi iye anondishungurudza. 

Zvadaro uchaona murume oitawo sokuti munhu kwauri. Munokwanisa kuzotaudzana agokumbira regerero, mozovata nyaya yapera, kuseni moisanazve nomufaro. Kunyimana bodo, zvachose ... bodo!!

Udzai Vamwe!!!!!

Adopted From - Amai Chibwe [maichibwe.blogspot.com]
Adverts Here

avatar
Nyaya DzepaBonde Online
Do You Want To Learn Swedish Massage, Deep Tissue Massage, Nuru Massage, Back Massage ... etc.

We are OPEN: Bookings Can Me Made via WhatsApp 24/7 From Widget. Please Leave Your Message Below:
Nyaya DzepaBonde Team
Chat with WhatsApp