Ko sei varume/vakadzi vachihura? Vese varume nevakadzi vanohura asi kungoti vakadzi vanohura pachivande. Varume zvinovanetsa kuhura pachivande saka kuhura kwavo kunokasira kuonekwa kupfuura kwevakadzi.
Murume akaziva kuti pane mukadzi anofunga kurara naye hazvinei kuti mukadzi iyeye akashata zvakadii kana kuti anozikanwa kuhura kwake sei, murume anototi afunge kurara nomukadzi iyeye.
![]() |
Ko sei Varume kana Vakadzi VACHIHURA! |
Zvinonzi 1/3 yevarume vanohura 2/3 havahuri asi vanofunga kuhura. Varume vanohura nguva chero ipi zvayo, vanoonekwa kuti vane mboro dzakakura vanohura kupfuura vane mboro diki. Murume haanetsi kubata kana atanga kuhura kana uchiziva zviratidzo zvokuti ari kuhura. Unokwanisa kutomutevera wosvika pacho paari kuhurira.
Mukadzi wemumba anokwanisawo kukonzera murume kuhura. Kusada kuitazvinodiwa nomurume pakusvirana. Kusabvunza murume chaanoda pakusvirana, kusaziva kuti murume asagara ane hurume mumuviri wake, kusazvichengeta kwemukadzi. Kuva ne bad attitude pakurara nomurume.
Adverts Here