Musikana kubva ane makore anosvika 12 anoudzwa nenyaya yokudhonza matinji kuti arebe kusvika pakubuda zvokuti ukakotama anoonekwa nokumashure. Kudhonza uku kunotora nguva yakareba kuti zvinyotsoonekwa.
Ini handina kumboona musikana anopima matinji ake kuti aone kuti ari kukura here. Geza maoko nemvura inodziya, wadaro bvisa bhurugwa wozora mafuta eVhasirina mumaoko nepamatinji. Wochutanga kuakweva uchiti ukakweva wombobata wakakweva kwekanguva. Ukahwa zvogwadzisa worega wokweva rimwe. Wodaro uchichinjanisa.
Adverts Here
![]() |
Zvekudhonza Matinji Zvinoita Kuti SVIRO Inyatsonaka – Tips To Have Matinji Mahombe! |