Kubviswa Humhandara Nekubviswa Hujaya (Part Two)

Pachikamu chino chechipiri chemusoro wenyaya uyu regai titaure nezve kubviswa kwehumhandara.

Pamusiwo, uye nechemu mucheto webeche pane ka membrane kanozivikanwa pachirungu kuti hymen. Iyi ndiyo inoti humhandara kumunhukadzi. Hymen iyi hazvigoni kuti zvigonzi yadimuka muridzi asingazive nekuti painotsemuka inorwadza chose uye hairegi kubuda ropa. 

Nekuda kwemarererwo edu ehunhu, musikana ega ega anoshuwa kuti musi waanoboorwa (ndiro shoko ratinowanzo shandisa) ange akazvigadzirirra nekuti it affects her mentally and emotionally. Kumunhukadzi kubviswa humhandara kunoshandura zvinhu zvakawanda muupenyu hwake saka anowanzoda kuti zviitwe nemunhu achazoramba arimo muupenyu hwake.
Kubviswa Humhandara Nekubviswa Hujaya (Part Two)
Zvisineyi, we do not always control zvinhu zvinoitika muupenyu hwedu nokudaro kubva kwehumhandara hwevakadzi vazhinji is not planned but a pure accident. Vamwewo havo variko vanotoronga kubviswa kwehumhandara hwavo zvisineyi kuti avabvisa wacho haana future navo.

Kazhinji musi unobviswa humhandara hwemunhukadzi kunoitika marwadzo neropa zvikuru. Kwanhasi ndiri kuda kubatsirana nevanhu nenyaya yekubvisana humhandara nehujaya tichiedza kuita minimise marwadzo panyaya yacho.

Chekutanga tichatarisa chiitiko ichi pakati pejaya nemhandara vese vachizviita kekutanga muupenyu hwavo. Pechipiri totarisa zvinoitika pakati pemhandara nemurume asiri jaya. Pechitatu totarisa zvinoitika pakati pemukadzi akaroorwa kare nejaya risati rambokwira mukadzi.

Kana moenda ku honeymoon mabva kuchata muri mukomana nemusikana vakazvichengetedza humhandara nehujaya hwavo ngwarirai nyaya iyi. Endayi muchiziva kuti kunyange kuchinzi ku honeymoon hamusi kuzono nakirwa nenzira yamairota kuhope. Asi chiripo chamungaite kuti kurwadziwa kunge kunoti rerukei, saka nyatsoteererai.

Ndinoziva kuti sevanhu vazochi bvumidzwa manje kukwirana hana dzenyu dzinenge dzichirova. Mukomana unozviziva kuti nekuda kwehujaya hwako mboro yako ikange yamira chete inorwadza kunzvonyora. Usamhanye. Tora nguva yeku romenza musikana uchiziva kuti panguva iyi anenge azere nekutya kana kuti anxiety pachirungu. 

Tamba naye nenzira yatakataura pa lesson one. Paunenge woda kuisa paya tanga wamboi kwizira kwizira pamuromo webeche. Ita zvekunyatsotarisa pauri kuisa kuti owone kuti buri riri papi nekuti muviri wemukadzi hausati wauziva. Buri riya riri nyore kurishaya kana uchangotanga. Riri zasi kudarika zvawaifunga. Ukabairira pasiri ipo uchazozvikuvadza ukasazo gona kuita chinhu honeymoon yese.

Kana wapawana ipinze zvishoma nezvishoma, usingakoire because unogona kutunda any time nekuti izvi zvitsva kumboro yako. Kana yako ine musoro muhombe pachaita basa chairo kuti ipinde nekuti musikana anenge otanga kurwadziwa. Paunenge uri kunyengetedzera kuti ipinde ramba uchikwiza kabinz nechimunwe chihombe kuti arambe achida kuiswa. Kurwadza kunoita kuchireruka kana zemo rikaramba rakamubata. Kana rikaita shoma zemo rake anogona kubva atokuvharira makumbo nekuteta kurwadziwa zvikashaya basa. 

Iwe semurume kunyange ukarwadziwa ramba wakashinga. Kana musoro wati pindei, kunyange usina kupinda wese chikoira zvinyoro nyoro, nguva yega yega uchipusha kuti darikei payanga yambosvika, asi uchenjere kunyanyisa. Ukanzwa ochema ita uchimunyraridza uchitaura naye zvinyoro nyoro sa nurse ari kubaya mwana mudiki jekiseni. Nenguva isipi ropa rinenge rongobuda zvikuru pamusikana.

Usaite shungu dzekuti ibve yapinda yese ka one. Kazhinji kacho by this time unenge wototunda sezvo zviri zvitsva. Kana watunda chimbomusiya. Pa first round apa unenge wangotsemura zvishoma shoma. Iwe wacho unenge usati wadambuka zvakanyanya. Kupfavisa zvinhu kwese uku kuitira kuti mukadzi asapindane nemarwadzo anenge ekurepwa.

Pa first round manga muchibatsirwa nemvura dzinobuda mumukadzi kuti zviite kutsvedzerera. Pa second round shandisai jelly inowanikwa muma chemist inoita basa irori re lubrication nekuti mvura dziya dzinogona kusabuda zhinji pa foreplay nekuda kwekutya nekurwadziwa kwemusikana. Itai foreplay yakasimba pa second round. Kunyange zvichirwadza mese, iwe mukomana edza kupinda kudarika pawambosvika paya. Pakukoira ita zviri gentle but continuous kusvika watunda. Handifungi kuti pakati penyu pane angade third round. Mese munenge mava kuteta. 

Rambai muchiita muitiro iwoyu pamazuva anotevera uye munogona kutoita mamwe mazuva amusingato kwirane kuti zvimbo tonhorera. One of the days uchazoona kuti yatongopinda zvakapfava uye payapinda sisi havana kuita zvavo zviya zvekunzvengesa buri asi kuti vari kutoswedera uye makumbo ari kuvhurwa zvebasa. Chiziva kuti zvekuboorana zvapera. Pava kuda sviro chaiyo yekumutundisa chaiko. (Verenga lesson one, three ne four udzidzire hunyanzvi)

Published on October 9, 2018 - View Original
Adverts Here

avatar
Nyaya DzepaBonde Online
Do You Want To Learn Swedish Massage, Deep Tissue Massage, Nuru Massage, Back Massage ... etc.

We are OPEN: Bookings Can Me Made via WhatsApp 24/7 From Widget. Please Leave Your Message Below:
Nyaya DzepaBonde Team
Chat with WhatsApp