Zvinozivikamwa kuti mukadzi ane murume anonzwisisa muviri wemukadzi wake anonakirwa kashanu kupfuura kunakirwa kwemurume.
![]() |
Kuchemerera Ndekwevakadzi Chete Here? |
Izvi zvinobva pakutarisa manerves ari pakabhinzi kemukadzi tichimaenzanisa neari pamusoro pemboro yemurume. Zvinoonekwa kuti kabhinzi kari mberi chose.
Kotizve midzi yekabhinzi unopatsanurwa kuti hafu uku hafu uku kumativi ebeche zvokuti mboro iri mukati make ichikwiza mativi awa, manerves aya anodavira kukabhinzi.
Kana mukadzi akazowanazve mukana wekuti uku ane mboro mukati, uku ari kukwizirirwa pakabhinzi, zvinonaka chose chose.
Adverts Here
Zvinofungirwa kuti kunaka uku kunowanda zvokudzungaidza pfungwa kusvika mukadzi atanga kuchemerera, kureva kuti kuchemerera iratidzo yokunakirwa nekusvirana nemurume. Kotizve kana murume akanzwisisa kabhinzi akada kushamwaridzana nako.
Mukadzi wake anongogara ari munhu anochemerera iri nyaya yokudzungaidzwa pfungwa nemanakiro azvinoita.
Saka apa tiri kubvunza kuti imi varume, pane paunombonakirwawo here kusvika pakuchemerera mukadzi wako, zvisiri zvokutofunga kuti “Rega ndimbochemerera.” asi kungoyerekana zvatoitika kubva pakunakirwa kuri pamusorosoro?
Source - Kuchemerera Ndekwevakadzi Chete Here?