Domestic Violence Panext Door Yakandipinza Pachiedzo (Part 1)

I will kill you!!, haundizive zvakanaka nhai? Who are you kundibvunza kuti ndange ndiripi? Even my parents never asked me that question ...! 

Kutadza kuita mimba kunge unoita uronyo hwekumedza! Two years ndichingokutundira no grogress! Uri dhwedhwedhwe ivhu regan`a chairo. A Witch!!! mazishave ekumba kwenyu ekuroya anodya vana mudumbu.. fuck off mhani... ” That was a horse male voice bellowing like rishing torrent from my neighbour`s house on the ewe hours of the night. Eish these people vatanga futi nhasi hatirari. You could hear gwendere gwendere noise yemapoto nemandiro zvichipwanyika. Baba namai Masunda vaiti kana vatanga hondo yavo iyi raini rose raitoziva kuti hakurarwe. Ndakazonzwa gidhi gidhi gidhi nemuyard mangu vanhu vachimhanyisana. Rume richingopaumba nekutukirira. Iyo yekusada kusarira ndakadongorera nepahwindo iwo mwedzi wagumiguru uri mbee kuchena, Maiwee zvangu haano mashura padunhu, ndakona mukadzi arikumhanyiswa asina kupfeka kana nduwe zvayo varikutenderedzana muyard yangu.

I felt so bad, mukadzi achisvikopinda pasi pemota yangu. Masunda ongotenderera zvino segunguo pachitunha chedhongi. “ budaa!! Ndokupisira ipapo!!” He shouted. Manje kana akutaura zvekupisira mukadzi wake pasi paemota yangu muyard mangu hazvichaita manje, Ndakakwanyanuka mumagumbeze semunhu apindirwa nenyoka ndikapfeka chop chop. Vamwe vanhu vemumaraini vange vatomuka mukawo vachiona zvavo bhaisikopo remahara.
Domestic Violence Panext Door Yakandipinza Pachiedzo (Part 1)
Domestic Violence Panext Door Yakandipinza Pachiedzo (Part 1)
Ndichibudawo panze matombo ange okandwa pasi pemota kuedza kutema mukadzi.Varume zvatinomboitawo so zvimwe zvacho kana mhuka hadzidaro. Tinotokundwa nemhuka dzakawanda kwazvo dzinorespector mafemales adzo. Ndakaedza kutaura naMasunda kuti zvaainge iota zvaisaita kuti tigarisane zvakanaka. Asi akatotanga kundiitira hasha achiti ini ndini ndinemota yahwandisa mukadzi wake. Mukutaudzana akatozogumisira aakundituka kuti ndakange ndaurayisa wangu mudzimai mutsaona yemotokari ,saka hapana chandaifanira kutaura nevanhu vanevakadzi vavo, because ndaive ndakanganwa kunetsa kunoitaa madzimai since nguva yaive yati rebei ndisina mudzimai. Mashoko aya akandivhiringidza nguva dikidiki , uye ndabva ndaona kavision kemusi wetsaona yakazotora vadzimai vangu.

Apa ndopaakabaya wrong button manje, zvejambanja izvi ndokwaiva kudya kwemhuri yedu yose zvayo, Kumusha taitozikanwa kubva kwaMukaro Mission , Chipangane, Hwiru, Gutu Garage, Mupandawana, Hubvumwe, Gona, Makumbe kunosvika kwaSerima, Kana kupurazi kwaCrazy mhiri kwarwizi Deure, Utsinda, kwanaRafamoyo kwose vaitiziva. Alite mission, Gutu mission. Zvavahera. Sekuru Muzee chaivo vaiziva kuti hatibatirwe muhuro sebhodhoro recoke. Every weekend pavaiuya kumba kwavo vaitondisheedza voti muzukuru gara nevamwe zvakanaka mangoromera haisi pafuma. munongovazivawo sekuru Muzee vaibva vambozotiudza nhoroondo dzehondo pedzezvo vozombotirovera Nehanda nyakasikana. I liked that Mudhara mhani. 

Ndakatozosiya nekunamata ndasangana nemuchinda werugare, Vafundisi ava vamunoshora henyu vanomboita basa rakakosha rekudzoredzera madusvura akaita sesu kuti tigarisanewo nevamwe zvakanaka mucommunity. Nhoroondo yangu aisaiziva, kana vandinovakidzana navo hapana ainyatsoziva kuti I survived a very violent life before. I had been in and out kuMuti murefu ndichizobuditswa nasekuru Muzee uye ndiri wemba yehumambo, ndiriChief Gutu, Madyirapanze, Chitova, wegumbo retatu risigatsike pasi... But I had never, put my hand on a woman kubva ndichikura, up to today HANDIROVE MUNHUMUKADZI.

My grandfather vakange vanditemera mangoromera vaigarondiudza kuti; ‘’kana uchida kuti Mwari nevadzimu vakufuratire, rova kana kushungurudza mukadzi. Misodzi yemukadzi inosvika kuna Musikavanhu nekunyikadzimu, uye pose painodonha ichinyura muvhu inonyura nemakomborero nepfuma yako. (Varume kana manga musingazvizive take note of it. keep her happy, and have your blessings) Nometter wafunda zvakadii, waita mari kana pfuma yakadii kushungurudza mukadzi neipi zvayo nzira ndourombe hwekupedzisira. 

Mukadzi anosarudza kugara nemurombo asina chaainacho asi achibatwa samambokadzi nekupihwa bonde rakakwana, pakugara nemupfumi asina rudo anomubata senhapwa. Mukadzi haarohwe mukadzi anodiwa, mukadzi akasikirwa kuratidzwa rudo, kwete hasha. Ukaona mukadzi achiita mashirirpiti pamba, pane massage yaanenge achikuudza kuti hausi kugona basa mugota, anenzara. Instead yekupopotedzana nekumisidzana naye iwe iti massage acknowledged!! Womukumbira ruregerero, womunyengerera womupinza mumba womusofta softa woranga munhu nemboro. Mhirizhonga inopera pamba. 

Vaigarotiudza kuti kupenga kwemukadzi pamba kwafanana nekurumwa jende nemosquito, ukaita violent nayo the consequences a more catastrophic than the bite itself. You have to use non violent means kuibvisa.”

So this bustard, anobva kumba kwake nemukadzi wake kuuya kuzoita noise pangu usiku hwakadai, pedzezvo onditukira my late wife. Ndo extreme provocation yachozve iyi. Ndave nemakore 19 ndichigara muMabvuku, hapana kana one day randakatukana nemunhu, I respect people and their families, but this bustard deserve a small lesson. Makore ese andaimuziva I thaught kuti munhu izvo zimudzimudzangara zvaro.

Ndakamukanda chematsenganzungu ndiye ngondongondo muheji. Akaedza kuda kumuka nedzungu akabva adonha zvakare, paakaedza kumuka kechitatu anga ave kushambira chesewage yave nemakore ichingoerera kumabvuku. Vanatinha dzirwe vakati varova mhururu nemiridzo. Vana muchekadzafa vakati tasvikawo batai batai munhu. Vakamubata bata kwazvo. Pakazosvika vakomana vechipurisa vana ndini ndamubata kwakusunga iye nevamwewo vanamuchekadzafa. Mukadzi wacho akatsvagwa akashaikwa tikangotiwo aah hameno kwaendwa.

Ndisati ndambopinda mumba ndakaona Santana yemapurisa yaroverera, neniwo ndaidiwa kunotorwa matama kumapurisa. Ndakasvikongoponda statement yechibhanditi nekubuda D ka1. Plus nemapurisa akawanda tinozivana pachiground chemaboozer nemaoff layers ukupremeir patinenge tichitamba money game pakabhawa kaye, vekumabvuku Tafara maibataka. Masunda mukati, ndikanzi enda kumba.

Ndichisvika kunopinda mumba kudaizvi ndakavhunduka, varume hana yangu kurohwa nehana kuita seichatsemuka. Mahwekwe nemukadzi waMasunda akati kwati kumira neMadziro. Apa ari mubirthday suit, and panongomhanyira maziso emurume even ukaedza kutarisa kuside munongopazivawo hama dzangu.

(Violence suits those that have got nothing to lose.- Domestic violence is a criminal offence... Your woman is a special and beautiful creation from your flesh by God! Stop it!!!!)
Adverts Here

avatar
Nyaya DzepaBonde Online
Do You Want To Learn Swedish Massage, Deep Tissue Massage, Nuru Massage, Back Massage ... etc.

We are OPEN: Bookings Can Me Made via WhatsApp 24/7 From Widget. Please Leave Your Message Below:
Nyaya DzepaBonde Team
Chat with WhatsApp