Ndakazotora two days off pabasa (eheka ibasaka kuhura nhai) ndakarara ndisingabude mumba ndichita nurse kutsemurwa kwandainge ndaitwa ne maSuper Eagles aya. Ndakatora two days idzodzo ndichiisa i…