Ndichiri mukungonochema kudaro, ndakanzwa kubatwa pabendekete apa. Ndakavhunduka ndichibva ndacheuka ndichitya. Wanike ndeuno murume wechidiki, ane mandebvu anototyisa zvake, chipuka chaicho. Ndik…