Chisikana Rudo chakakura naamai chete baba vakasoshaya kare kare, hama dzababa dzaramba kubatsira kana nechipeneti zvacho.. Chekudya chaicho chaivanetsa, kuchikoro haana kukwanisa kuenda nekuti nguva…
Ini zvangu handihooste chapu imwe iya iya, but musi uyu ndakambogaya kurova chapomba but haa zvaigona kutozorasisa tsoro yese. Pandakasvika kudheni ndakasvikowana maam yatorova marata pangove nasisi …
Handina kumbobvira ndazviisa mumusoro kuti musikana anotibatsira kuchengeta mwana wedu anobud nepaLawezi apo. Then one day ndakatyora zvangu mudhen ndakazoita overhear achisasa namadam magap ekuchin…