Short Stories By Lovely Rutendo Nzira: 15 years in marriage, ndange ndoziva murume in and out. Ndakaroorwa ndine 20years, Dan was 25years achangopedza training kuTeachers’ College. Akauya akagadziri…
SAVING MY MARRIAGE Stories by Lovely Rutendo Nzira PART 3A Zuva harirege kubuda nekunyura nekuti hausi kufara, kana nekuti you are indecisive about certain things in your life. Mazuva aitomhanya chai…
Stories by: Rutendo L. Nzira: “Gadzirira tiende kumunamato kuMasowe mwanangu ndoda kundotenda Mwari nekutisanganisa kwavakaita.” Mainini mai Hazvi vakadaro. Takapinda mukati tese (I can’t say this s…
Stories by: Rutendo L. Nzira: Pandakangoona kuti Auntie Star vaenda, ndakabva pamabhazi apa ndokundogara kwaitengeswa hembe, mari ndaive nayo asi kwekuenda again ndaive ndisina. Ndakatombofunga kudz…
Stories by: Rutendo L. Nzira: I arrived in Bulawayo around 4pm, Mrs Tshabalala was waiting for me in town, she picked me up from the City Hall pakamira bus mutown. She was a serious woman in her earl…
Stories By Rutendo Nzira: Pakapera mwedzi wetatu ndakange ndisina budget, zvese zvandaifunga kuti ndaida ndakange ndatengerwa, hembe ndaitoita 3+ weeks ndisina kudzokorora, vese vana sisi vakandipa d…
That 2 hour drive to the city of Masvingo were the most stress free hours since my mother’s death, I felt like I was free, running away from my enemies, leaving behind all the pain and hatred that my…
Stories By Rutendo Nzira : After a week, amai havana kuchinja vaitoita worse, teacher vakazviona kuti ndange ndongogara ndakasuruvara. Pandakataura navo Mr Rukweza vakandiperekedza kumba kwedu, vaka…
Stories by Rutendo L. Nzira : Ah some things zvinoitika muupenyu soo ka, as we walk in the journey of life zvakaoma. I want to share with you my story, which made me believe and make Psalm 91:3 the p…
Stories by Rutendo L. Nzira : Pakapera first term ndopandakaona kuti zvekudzokera kuchikoro zvatadza, it was a waste of time to keep hoping and planning about it. Ndaida kundotsvaga basa asi sekuru v…
Stories By Lovely Rutendo Nzira : Imba yasisi Anna yaive kuMucheke D, it was a 4 bedroomed house, mubedroom masisi ndomaive nebathroom and toilet chete, vamwe vatatu vaishandisa common bathroom yaive…